Numeri 21:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Nokuti Heshbhoni raiva guta raSihoni.+ Ndiye aiva mambo wevaAmori,+ uye ndiye akamborwa namambo weMoabhi, akatora nyika yake yose muruoko rwake kusvikira kuAnoni.+
26 Nokuti Heshbhoni raiva guta raSihoni.+ Ndiye aiva mambo wevaAmori,+ uye ndiye akamborwa namambo weMoabhi, akatora nyika yake yose muruoko rwake kusvikira kuAnoni.+