Joshua 5:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Jehovha akabva ati kuna Joshua: “Nhasi ndabvisa kuzvidza kweIjipiti pamuri.”+ Naizvozvo nzvimbo iyoyo yakatumidzwa kuti Girigari+ kusvikira nhasi.
9 Jehovha akabva ati kuna Joshua: “Nhasi ndabvisa kuzvidza kweIjipiti pamuri.”+ Naizvozvo nzvimbo iyoyo yakatumidzwa kuti Girigari+ kusvikira nhasi.