Genesisi 35:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nokudaro Rakeri akafa, akavigwa panzira inoenda kuEfrati, kureva Bhetrehema.+ Genesisi 48:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ini pandakanga ndichibva kuPadhani,+ Rakeri akafira+ pedyo neni munyika yeKenani, tiri munzira pakwaiva kuchine chinhambwe chaicho ndisati ndasvika kuEfrati,+ zvokuti ndakamuviga ikoko panzira inoenda kuEfrati, kureva Bhetrehema.”+
7 Ini pandakanga ndichibva kuPadhani,+ Rakeri akafira+ pedyo neni munyika yeKenani, tiri munzira pakwaiva kuchine chinhambwe chaicho ndisati ndasvika kuEfrati,+ zvokuti ndakamuviga ikoko panzira inoenda kuEfrati, kureva Bhetrehema.”+