Pisarema 45:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Teerera, haiwa iwe mwanasikana, uone, uye rereka nzeve yako;Kanganwa vanhu vako neimba yababa vako.+
10 Teerera, haiwa iwe mwanasikana, uone, uye rereka nzeve yako;Kanganwa vanhu vako neimba yababa vako.+