28 Ndakamusarudza pamadzinza ose aIsraeri,+ kuti ave mupristi uye akwire paatari yangu+ kunokwidza utsi hwezvibayiro mudenga seshongwe, kuti atakure efodhi pamberi pangu, kuti ndipe imba yatateguru vako zvinopiwa zvose zvinopiswa nomoto zvevanakomana vaIsraeri.+