1 Samueri 25:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Ndapota, ishe wangu ngaarege kuisa mwoyo wake pamurume uyu pasina,+ iye Nabhari, nokuti zvakaita zita rake, ndizvo zvaakaita. Zita rake ndiNabhari, uye upenzi huri maari.+ Ini murandasikana wenyu, handina kuona varume vashe wangu vamanga matuma. 1 Samueri 25:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Pashure paizvozvo mazuva anenge gumi akapfuura, Jehovha akabva arova+ Nabhari, zvokuti akafa.
25 Ndapota, ishe wangu ngaarege kuisa mwoyo wake pamurume uyu pasina,+ iye Nabhari, nokuti zvakaita zita rake, ndizvo zvaakaita. Zita rake ndiNabhari, uye upenzi huri maari.+ Ini murandasikana wenyu, handina kuona varume vashe wangu vamanga matuma.