1 Samueri 25:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Varume vacho vakanga vakanaka kwazvo kwatiri, havana kutinetsa, uye hatina kana chatakashayiwa mazuva ose atakafamba-famba navo patakanga tiri musango.+ Ruka 3:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Uyewo, vaya vaiva mubasa rehondo vaimubvunza vachiti: “Toiteiwo?” Iye aiti kwavari: “Musanetsa chero munhu upi zvake kana kupomera+ zvenhema chero munhu upi zvake, asi gutsikanai nemigove yenyu.”+
15 Varume vacho vakanga vakanaka kwazvo kwatiri, havana kutinetsa, uye hatina kana chatakashayiwa mazuva ose atakafamba-famba navo patakanga tiri musango.+
14 Uyewo, vaya vaiva mubasa rehondo vaimubvunza vachiti: “Toiteiwo?” Iye aiti kwavari: “Musanetsa chero munhu upi zvake kana kupomera+ zvenhema chero munhu upi zvake, asi gutsikanai nemigove yenyu.”+