RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 24:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Zvino pashure paizvozvo Dhavhidhi akasimuka, akabuda mubako, akashevedzera ari shure kwaSauro, achiti: “Ishe wangu+ mambo!” Sauro akatarira shure kwake, Dhavhidhi akakotama chiso chake chakatarira pasi+ uye akagwadama.

  • 1 Samueri 25:41
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 41 Akabva asimuka, akakotama, chiso chake chakatarira pasi,+ akati: “Heuno murandasikana wenyu kuti ave mushandikadzi wokuti ageze tsoka+ dzevashandi vashe wangu.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe