Vatongi 3:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Naizvozvo vanakomana vaIsraeri vakaita zvakaipa pamberi paJehovha, uye vaikanganwa Jehovha Mwari wavo+ votanga kushumira vanaBhaari+ nematanda matsvene.+
7 Naizvozvo vanakomana vaIsraeri vakaita zvakaipa pamberi paJehovha, uye vaikanganwa Jehovha Mwari wavo+ votanga kushumira vanaBhaari+ nematanda matsvene.+