Dheuteronomi 13:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Munofanira kutevera Jehovha Mwari wenyu, mumutye, muchengete mirayiro yake, muteerere inzwi rake, mumushumire, uye munamatire kwaari.+ Dheuteronomi 28:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvikomborero zvose izvi zvichauya pauri zvokubata,+ nokuti unoramba uchiteerera inzwi raJehovha Mwari wako:
4 Munofanira kutevera Jehovha Mwari wenyu, mumutye, muchengete mirayiro yake, muteerere inzwi rake, mumushumire, uye munamatire kwaari.+
2 Zvikomborero zvose izvi zvichauya pauri zvokubata,+ nokuti unoramba uchiteerera inzwi raJehovha Mwari wako: