Genesisi 47:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Josefa akabva apinza baba vake Jakobho, akavasuma kuna Farao, Jakobho akakomborera Farao.+ Rute 2:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino tarira! Bhoazi akasvika achibva kuBhetrehema akati kuvakohwi: “Jehovha ngaave nemi.”+ Ivo vaitiwo kwaari: “Jehovha ngaakukomborerei.”+ 1 Samueri 15:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Samueri akazosvika kuna Sauro, Sauro akatanga kuti kwaari: “Makakomborerwa+ naJehovha. Ndakaita zvakataurwa naJehovha.”+ 1 Samueri 25:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Munguva iyi, mumwe wevarume vacho akaudza Abhigairi, mudzimai waNabhari, achiti: “Tarirai! Dhavhidhi atuma nhume kubva kurenje kuti dzizokwazisa tenzi wedu, asi iye adzituka+ kwazvo.
4 Zvino tarira! Bhoazi akasvika achibva kuBhetrehema akati kuvakohwi: “Jehovha ngaave nemi.”+ Ivo vaitiwo kwaari: “Jehovha ngaakukomborerei.”+
13 Samueri akazosvika kuna Sauro, Sauro akatanga kuti kwaari: “Makakomborerwa+ naJehovha. Ndakaita zvakataurwa naJehovha.”+
14 Munguva iyi, mumwe wevarume vacho akaudza Abhigairi, mudzimai waNabhari, achiti: “Tarirai! Dhavhidhi atuma nhume kubva kurenje kuti dzizokwazisa tenzi wedu, asi iye adzituka+ kwazvo.