Eksodho 17:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino vaAmareki+ vakauya, vakarwisa Israeri muRefidhimu.+ Numeri 24:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Paakaona Amareki, akataurazve chirevo chake, akati:+ “Amareki ndiye akanga ari wokutanga wemarudzi,+Asi kuguma kwake kuchazova kuparara kwake.”+ Dheuteronomi 25:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Unofanira kuyeuka zvawakaitirwa naAmareki muri munzira pamakanga muchibva kuIjipiti,+ Dheuteronomi 25:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 kusangana kwaakaita newe, akarwisa vaiva necheshure kwako vose vaya vaisaririra, pawakanga waneta uye wapera simba; uye haana kutya Mwari.+
20 Paakaona Amareki, akataurazve chirevo chake, akati:+ “Amareki ndiye akanga ari wokutanga wemarudzi,+Asi kuguma kwake kuchazova kuparara kwake.”+
18 kusangana kwaakaita newe, akarwisa vaiva necheshure kwako vose vaya vaisaririra, pawakanga waneta uye wapera simba; uye haana kutya Mwari.+