2 Samueri 13:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvino Amnoni aiva neshamwari yainzi Jehonadhabhi,+ mwanakomana waShimeya,+ mukoma waDhavhidhi; uye Jehonadhabhi aiva murume akachenjera kwazvo.
3 Zvino Amnoni aiva neshamwari yainzi Jehonadhabhi,+ mwanakomana waShimeya,+ mukoma waDhavhidhi; uye Jehonadhabhi aiva murume akachenjera kwazvo.