1 Samueri 8:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Akati: “Iyi ndiyo kodzero+ yamambo achakutongai: Achatora vanakomana venyu+ ovaisa mungoro dzake+ nepakati pevatasvi vake vemabhiza+ kuti vave vake, uye vamwe vachafanira kumhanya pamberi pengoro dzake;+
11 Akati: “Iyi ndiyo kodzero+ yamambo achakutongai: Achatora vanakomana venyu+ ovaisa mungoro dzake+ nepakati pevatasvi vake vemabhiza+ kuti vave vake, uye vamwe vachafanira kumhanya pamberi pengoro dzake;+