-
2 Samueri 14:7Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
7 Zvino tarirai mhuri yose yamukira mushandikadzi wenyu uye iri kuramba ichiti, ‘Tipe iye akauraya munun’una wake, kuti timuuraye nokuda kwomweya womunun’una wake+ waakauraya,+ ngatitsakatisei mugari wenhaka!’ Zvino vachadzima kubvira kwemazimbe angu asara, kuti vasapa murume wangu zita kana kuti mupukunyuki panyika.”+
-