Vatongi 20:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Vanakomana vose vaIsraeri,+ ivo vanhu vose, vakaenda vakasvika kuBheteri, vakasvimha misodzi+ vakagara ipapo pamberi paJehovha, vakatsanya+ zuva iroro kusvikira manheru, vakapa zvinopiwa zvinopiswa+ nezvinopiwa zvokugoverana+ pamberi paJehovha. 2 Samueri 1:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Vakatanga kuungudza nokuchema+ nokutsanya+ kusvikira manheru nokuda kwaSauro, nokuda kwaJonatani mwanakomana wake, nokuda kwevanhu vaJehovha uye nokuda kweimba yaIsraeri,+ nokuti vakanga vaurayiwa nebakatwa.
26 Vanakomana vose vaIsraeri,+ ivo vanhu vose, vakaenda vakasvika kuBheteri, vakasvimha misodzi+ vakagara ipapo pamberi paJehovha, vakatsanya+ zuva iroro kusvikira manheru, vakapa zvinopiwa zvinopiswa+ nezvinopiwa zvokugoverana+ pamberi paJehovha.
12 Vakatanga kuungudza nokuchema+ nokutsanya+ kusvikira manheru nokuda kwaSauro, nokuda kwaJonatani mwanakomana wake, nokuda kwevanhu vaJehovha uye nokuda kweimba yaIsraeri,+ nokuti vakanga vaurayiwa nebakatwa.