Dheuteronomi 26:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kana ari Jehovha, nhasi aita kuti imi mutaure kuti muchava vanhu vake, pfuma yake chaiyo,+ sezvaakakupikirai,+ uye kuti muchachengeta mirayiro yake yose, 1 Makoronike 17:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Makaita kuti vanhu venyu vaIsraeri vave vanhu venyu+ nokusingagumi, uye imi, haiwa Jehovha, makava Mwari wavo.+
18 Kana ari Jehovha, nhasi aita kuti imi mutaure kuti muchava vanhu vake, pfuma yake chaiyo,+ sezvaakakupikirai,+ uye kuti muchachengeta mirayiro yake yose,
22 Makaita kuti vanhu venyu vaIsraeri vave vanhu venyu+ nokusingagumi, uye imi, haiwa Jehovha, makava Mwari wavo.+