1 Samueri 8:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Akati: “Iyi ndiyo kodzero+ yamambo achakutongai: Achatora vanakomana venyu+ ovaisa mungoro dzake+ nepakati pevatasvi vake vemabhiza+ kuti vave vake, uye vamwe vachafanira kumhanya pamberi pengoro dzake;+ 1 Madzimambo 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Munguva yose iyi Adhonija+ mwanakomana waHagiti+ akanga achizvikudza,+ achiti: “Ndini ndichava mambo!”+ Akaita kuti agadzirirwe ngoro nevatasvi vemabhiza nevarume makumi mashanu vaimhanya vari mberi kwake.+ Zvirevo 11:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Kuzvikudza kwavapo here? Ruzvidzo ruchabva rwavapowo;+ asi vane mwero ndivo vane uchenjeri.+
11 Akati: “Iyi ndiyo kodzero+ yamambo achakutongai: Achatora vanakomana venyu+ ovaisa mungoro dzake+ nepakati pevatasvi vake vemabhiza+ kuti vave vake, uye vamwe vachafanira kumhanya pamberi pengoro dzake;+
5 Munguva yose iyi Adhonija+ mwanakomana waHagiti+ akanga achizvikudza,+ achiti: “Ndini ndichava mambo!”+ Akaita kuti agadzirirwe ngoro nevatasvi vemabhiza nevarume makumi mashanu vaimhanya vari mberi kwake.+