VaRoma 16:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Nokuti vanhu vorudzi irworwo havasi varanda vaShe wedu Kristu, asi vematumbu avo;+ uye vanonyengedza mwoyo yevasina mhosva vachishandisa kutaura kunonyengera+ nokutaura kwokurumbidza.+
18 Nokuti vanhu vorudzi irworwo havasi varanda vaShe wedu Kristu, asi vematumbu avo;+ uye vanonyengedza mwoyo yevasina mhosva vachishandisa kutaura kunonyengera+ nokutaura kwokurumbidza.+