2 Samueri 16:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvino Hushai+ muAki,+ shamwari yaDhavhidhi,+ paakangopinda maiva naAbsaromu, Hushai akati kuna Absaromu: “Mambo ngaararame!+ Mambo ngaararame!” 1 Makoronike 27:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Ahitoferi+ aiva gurukota+ ramambo; Hushai+ muAki+ aiva shamwari yamambo.+ Zvirevo 17:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Shamwari yechokwadi ine rudo nguva dzose,+ uye ihama inoberekerwa kubatsira pakunenge kuine kutambudzika.+
16 Zvino Hushai+ muAki,+ shamwari yaDhavhidhi,+ paakangopinda maiva naAbsaromu, Hushai akati kuna Absaromu: “Mambo ngaararame!+ Mambo ngaararame!”
17 Shamwari yechokwadi ine rudo nguva dzose,+ uye ihama inoberekerwa kubatsira pakunenge kuine kutambudzika.+