2 Samueri 17:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Hushai akatizve: “Iwe unonyatsoziva baba vako nevarume vavo, kuti vane simba,+ uye kuti vane mweya une shungu,+ semhuka hadzi inonzi bheya yarasa vana vayo musango;+ baba vako murwi,+ uye havazorari panorara vanhu vacho.
8 Hushai akatizve: “Iwe unonyatsoziva baba vako nevarume vavo, kuti vane simba,+ uye kuti vane mweya une shungu,+ semhuka hadzi inonzi bheya yarasa vana vayo musango;+ baba vako murwi,+ uye havazorari panorara vanhu vacho.