Vatongi 13:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvino Manoa akati kungirozi yaJehovha: “Tapota, regai tikunonotsei tikugadzirirei mbudzana pamberi penyu.”+ Vatongi 19:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Akamupinza mumba make,+ akakandira mbongoro hono zvokudya zvakagayiwa.+ Vakabva vageza tsoka dzavo,+ vakatanga kudya nokunwa.
15 Zvino Manoa akati kungirozi yaJehovha: “Tapota, regai tikunonotsei tikugadzirirei mbudzana pamberi penyu.”+
21 Akamupinza mumba make,+ akakandira mbongoro hono zvokudya zvakagayiwa.+ Vakabva vageza tsoka dzavo,+ vakatanga kudya nokunwa.