Vatongi 3:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Iye akabva abuda.+ Zvino vashandi vake vakauya, vakatarira, vakaona masuo eimba yepamusoro pedenga remba akakiyiwa. Naizvozvo vakati: “Ari kungozvibatsira+ hake muimba yomukati inotonhorera.” 1 Samueri 24:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Akazosvika pamatanga emakwai ematombo aiva pamugwagwa, paiva nebako. Naizvozvo Sauro akapinda kuti azvibatsire,+ Dhavhidhi nevarume vake pavakanga vari mumativi ebako+ ari shure shure, vakagara pasi.
24 Iye akabva abuda.+ Zvino vashandi vake vakauya, vakatarira, vakaona masuo eimba yepamusoro pedenga remba akakiyiwa. Naizvozvo vakati: “Ari kungozvibatsira+ hake muimba yomukati inotonhorera.”
3 Akazosvika pamatanga emakwai ematombo aiva pamugwagwa, paiva nebako. Naizvozvo Sauro akapinda kuti azvibatsire,+ Dhavhidhi nevarume vake pavakanga vari mumativi ebako+ ari shure shure, vakagara pasi.