2 Madzimambo 9:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Jehu+ mwanakomana waJehoshafati mwanakomana waNimshi+ akamukira+ Jehoramu. Zvino Jehoramu akanga akarinda kuRamoti-giriyedhi,+ iye nevaIsraeri vose, nokuda kwaHazaeri+ mambo weSiriya.
14 Jehu+ mwanakomana waJehoshafati mwanakomana waNimshi+ akamukira+ Jehoramu. Zvino Jehoramu akanga akarinda kuRamoti-giriyedhi,+ iye nevaIsraeri vose, nokuda kwaHazaeri+ mambo weSiriya.