1 Madzimambo 1:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Asi mupristi Zadhoki+ naBhenaya+ mwanakomana waJehoyadha nomuprofita Natani+ naShimei+ naRei nevarume vaiva nesimba+ vaiva vaDhavhidhi, havana kuva nechokuita+ naAdhonija.
8 Asi mupristi Zadhoki+ naBhenaya+ mwanakomana waJehoyadha nomuprofita Natani+ naShimei+ naRei nevarume vaiva nesimba+ vaiva vaDhavhidhi, havana kuva nechokuita+ naAdhonija.