RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 16:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Jehovha akati kuna Mosesi: “Taura naAroni mukoma wako, kuti arege kupinda munzvimbo tsvene+ mukati meketeni+ nguva dzose, pamberi pechifukidziro chiri pamusoro peAreka, kuti arege kufa;+ nokuti ndichazviratidza ndiri mugore+ riri pamusoro pechifukidziro.+

  • 2 Makoronike 4:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 nezvigadziko zvemarambi+ nemarambi+ azvo achishandisa ndarama chaiyo, kuti abatidzwe pamberi peimba yomukatikati+ maererano nomurau wacho;

  • 2 Makoronike 5:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Vapristi vakabva vapinda neareka yesungano yaJehovha munzvimbo yayo, muimba yomukatikati+ yeimba yacho, muNzvimbo Tsvenetsvene,+ pasi pemapapiro emakerubhi.+

  • VaHebheru 9:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Asi seri kweketeni+ rechipiri kwaiva neimba yetende yainzi “Nzvimbo Tsvenetsvene.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe