1 Petro 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti muRugwaro zvirimo zvinoti: “Tarirai! Ndiri kuisa muZiyoni dombo, rakasarudzwa, dombo renheyo repakona, rinokosha; uye hapana munhu anotenda mariri angambosvika pakuora mwoyo.”+
6 Nokuti muRugwaro zvirimo zvinoti: “Tarirai! Ndiri kuisa muZiyoni dombo, rakasarudzwa, dombo renheyo repakona, rinokosha; uye hapana munhu anotenda mariri angambosvika pakuora mwoyo.”+