1 Makoronike 15:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Panguva iyoyo Dhavhidhi ndipo paakati: “Hapana anofanira kutakura areka yaMwari wechokwadi kunze kwevaRevhi, nokuti ndivo vakasarudzwa naJehovha kuti vatakure areka yaJehovha,+ uye kuti vamushumire+ nokusingagumi.”
2 Panguva iyoyo Dhavhidhi ndipo paakati: “Hapana anofanira kutakura areka yaMwari wechokwadi kunze kwevaRevhi, nokuti ndivo vakasarudzwa naJehovha kuti vatakure areka yaJehovha,+ uye kuti vamushumire+ nokusingagumi.”