2 Makoronike 5:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mambo Soromoni neungano yose yevaIsraeri vaichengeta zvavakanga varangana naye vari pamberi peAreka, vakanga vachibayira+ makwai nemombe zvakanga zvakawanda zvokusagona kuzivikanwa kuti zvingani uye zvokusagona kuverengwa.
6 Mambo Soromoni neungano yose yevaIsraeri vaichengeta zvavakanga varangana naye vari pamberi peAreka, vakanga vachibayira+ makwai nemombe zvakanga zvakawanda zvokusagona kuzivikanwa kuti zvingani uye zvokusagona kuverengwa.