2 Makoronike 5:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi matanda acho akanga akareba, zvokuti kumuromo kwematanda acho kwaioneka uri muNzvimbo Tsvene pamberi peimba yomukatikati, asi akanga asingaoneki uri kunze, uye iwo achiri imomo kusvikira nhasi.+
9 Asi matanda acho akanga akareba, zvokuti kumuromo kwematanda acho kwaioneka uri muNzvimbo Tsvene pamberi peimba yomukatikati, asi akanga asingaoneki uri kunze, uye iwo achiri imomo kusvikira nhasi.+