Eksodho 40:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Mosesi haana kukwanisa kupinda mutende rokusanganira, nokuti gore+ racho rakagara pamusoro payo uye kubwinya kwaJehovha kwakazadza tebhenekeri.+ 2 Makoronike 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 uye vapristi havana kukwanisa kumira kuti vashumire nokuda kwegore racho;+ nokuti kubwinya+ kwaJehovha kwakanga kwazadza imba yaMwari wechokwadi. Ezekieri 44:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino akaenda neni nenzira yokugedhi rokuchamhembe pamberi peImba yacho, kuti ndione, uye tarira! kubwinya kwaJehovha kwakanga kwakazadza imba yaJehovha.+ Uye ini ndakawira pasi nechiso changu.+
35 Mosesi haana kukwanisa kupinda mutende rokusanganira, nokuti gore+ racho rakagara pamusoro payo uye kubwinya kwaJehovha kwakazadza tebhenekeri.+
14 uye vapristi havana kukwanisa kumira kuti vashumire nokuda kwegore racho;+ nokuti kubwinya+ kwaJehovha kwakanga kwazadza imba yaMwari wechokwadi.
4 Zvino akaenda neni nenzira yokugedhi rokuchamhembe pamberi peImba yacho, kuti ndione, uye tarira! kubwinya kwaJehovha kwakanga kwakazadza imba yaJehovha.+ Uye ini ndakawira pasi nechiso changu.+