RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezra 9:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Ndakati:+ “Haiwa Mwari wangu, ndinonyara+ uye ndinotsveruka+ kusimudzira chiso changu kwamuri, haiwa Mwari wangu, nokuti kukanganisa kwedu+ kwawanda pamisoro yedu uye kuva nemhosva kwedu kwakura kwazvo kusvikira kumatenga.+

  • Zvirevo 28:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Munhu anofukidza kudarika kwake haazobudiriri,+ asi anoreurura nokuzvisiya achanzwirwa ngoni.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe