Mateu 1:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 “Tarira! Mhandara+ ichava nepamuviri uye ichabereka mwanakomana, vachamutumidza kuti Emanueri,”+ zvinoreva kuti, “Mwari Anesu,”+ kana zvashandurwa.
23 “Tarira! Mhandara+ ichava nepamuviri uye ichabereka mwanakomana, vachamutumidza kuti Emanueri,”+ zvinoreva kuti, “Mwari Anesu,”+ kana zvashandurwa.