Genesisi 41:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 Akaramba achiunganidza zvokudya zvose zvemakore manomwe akauya panyika yeIjipiti uye aiisa zvokudya zvacho mumaguta.+ Zvokudya zvomumunda wakanga wakapoteredza guta akazviisa pakati paro.+ Eksodho 1:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Naizvozvo vakagadza vakuru vebasa rokumanikidzirwa kuti vavadzvinyirire pabasa ravo rinorema;+ uye vakavaka maguta anonzi Pitomu neRamusesi,+ kuti ave matura aFarao.
48 Akaramba achiunganidza zvokudya zvose zvemakore manomwe akauya panyika yeIjipiti uye aiisa zvokudya zvacho mumaguta.+ Zvokudya zvomumunda wakanga wakapoteredza guta akazviisa pakati paro.+
11 Naizvozvo vakagadza vakuru vebasa rokumanikidzirwa kuti vavadzvinyirire pabasa ravo rinorema;+ uye vakavaka maguta anonzi Pitomu neRamusesi,+ kuti ave matura aFarao.