15 “‘Ngaatukwe munhu anogadzira mufananidzo wakavezwa+ kana kuti mufananidzo wakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa,+ chinhu chinosemesa Jehovha,+ basa remaoko omunhu anogadzira zvinhu zvematanda nezvesimbi,+ ozvivanza.’ (Vanhu vose vanofanira kupindura vachiti, ‘Ameni!’)+