1 Madzimambo 11:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Dzinza+ rimwe chete ndiro richaramba riri rake nokuda kwomushumiri wangu Dhavhidhi+ uye nokuda kweJerusarema,+ guta randakasarudza pamadzinza ose aIsraeri. 1 Madzimambo 12:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino vaIsraeri vose pavakangonzwa kuti Jerobhoamu akanga adzoka, vakabva vatumira shoko, vakamushevedza kuti auye kuungano, vakamuita mambo wevaIsraeri vose.+ Hapana akava muteveri weimba yaDhavhidhi kunze kworudzi rwaJudha chete.+
32 Dzinza+ rimwe chete ndiro richaramba riri rake nokuda kwomushumiri wangu Dhavhidhi+ uye nokuda kweJerusarema,+ guta randakasarudza pamadzinza ose aIsraeri.
20 Zvino vaIsraeri vose pavakangonzwa kuti Jerobhoamu akanga adzoka, vakabva vatumira shoko, vakamushevedza kuti auye kuungano, vakamuita mambo wevaIsraeri vose.+ Hapana akava muteveri weimba yaDhavhidhi kunze kworudzi rwaJudha chete.+