RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 16:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Ahazi akanga aine makore makumi maviri paakatanga kutonga, uye akatonga kwemakore gumi nematanhatu ari muJerusarema; uye haana kuita zvakarurama pamberi paJehovha Mwari wake sezvakaitwa natateguru vake Dhavhidhi.+

  • 2 Madzimambo 16:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Ahazi akazorara nemadzitateguru ake, akavigwa pamwe chete nemadzitateguru ake muGuta raDhavhidhi;+ uye mwanakomana wake Hezekiya+ akatanga kutonga panzvimbo pake.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe