2 Madzimambo 4:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Naizvozvo akati kuna Gehazi+ mushandi wake: “Shevedza mukadzi uya muShunemi.”+ Akamushevedza kuti amire pamberi pake. 2 Madzimambo 8:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino mambo akanga achitaura naGehazi+ mushandi womunhu waMwari wechokwadi, achiti: “Ndapota, ndirondedzerere zvinhu zvikuru zvose zvakaitwa naErisha.”+
12 Naizvozvo akati kuna Gehazi+ mushandi wake: “Shevedza mukadzi uya muShunemi.”+ Akamushevedza kuti amire pamberi pake.
4 Zvino mambo akanga achitaura naGehazi+ mushandi womunhu waMwari wechokwadi, achiti: “Ndapota, ndirondedzerere zvinhu zvikuru zvose zvakaitwa naErisha.”+