1 Makoronike 3:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 aiva nomwanakomana ainzi Jehoramu,+ aiva nomwanakomana ainzi Ahaziya,+ aiva nomwanakomana ainzi Jehoashi,+ 2 Makoronike 21:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Naizvozvo vakauya muJudha, vakapinda nechisimba, vakatapa zvinhu zvose zvaiva mumba mamambo+ pamwe chete nevanakomana vake nemadzimai ake,+ uye haana kusara kana nomwanakomana mumwe chete kunze kwaJehoahazi,+ mwanakomana wake wegotwe.
11 aiva nomwanakomana ainzi Jehoramu,+ aiva nomwanakomana ainzi Ahaziya,+ aiva nomwanakomana ainzi Jehoashi,+
17 Naizvozvo vakauya muJudha, vakapinda nechisimba, vakatapa zvinhu zvose zvaiva mumba mamambo+ pamwe chete nevanakomana vake nemadzimai ake,+ uye haana kusara kana nomwanakomana mumwe chete kunze kwaJehoahazi,+ mwanakomana wake wegotwe.