2 Naizvozvo Ahabhi akataura naNabhoti, achiti: “Ndipe+ munda wako wemizambiringa,+ kuti uve munda+ wangu wemiriwo,+ nokuti uri pedyo neimba yangu; uye ini ndikupe munda wemizambiringa uri nani panzvimbo pawo. Kana zvakanaka kwauri,+ ndichakupa mari kuti ndiutenge.”