2 Makoronike 22:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Asi kuparara+ kwaAhaziya kwakabva kuna Mwari+ nokuenda kwaakaita kuna Jehoramu; uye paakasvika, akaenda+ naJehoramu kuna Jehu+ muzukuru waNimshi,+ akanga azodzwa+ naJehovha kuti aparadze imba yaAhabhi.+
7 Asi kuparara+ kwaAhaziya kwakabva kuna Mwari+ nokuenda kwaakaita kuna Jehoramu; uye paakasvika, akaenda+ naJehoramu kuna Jehu+ muzukuru waNimshi,+ akanga azodzwa+ naJehovha kuti aparadze imba yaAhabhi.+