2 Madzimambo 18:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Pashure paizvozvo mambo weAsiriya+ akatapa+ vaIsraeri, akavaendesa kuAsiriya, akaita kuti vagare muHeira+ nomuHabhori+ parwizi rwaGozani uye mumaguta evaMedhiya,+
11 Pashure paizvozvo mambo weAsiriya+ akatapa+ vaIsraeri, akavaendesa kuAsiriya, akaita kuti vagare muHeira+ nomuHabhori+ parwizi rwaGozani uye mumaguta evaMedhiya,+