31 Vakakandawo mijenya+ sezvakangoitwa nehama dzavo vanakomana vaAroni vari pamberi pamambo Dhavhidhi naZadhoki naAhimereki nevakuru vedzimba dzemadzibaba evapristi neevaRevhi. Kana dziri dzimba dzemadzibaba,+ mukuru akanga akangoita somunun’una wake.