1 Makoronike 15:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvino Dhavhidhi akaudza vakuru vevaRevhi kuti vagadze hama dzavo dzaiva vaimbi+ dziine zviridzwa,+ zviridzwa zvine tambo+ noudimbwa+ nemakwakwakwa esimbi,+ dzichiridza kwazvo kuti pave nokufara kukuru.
16 Zvino Dhavhidhi akaudza vakuru vevaRevhi kuti vagadze hama dzavo dzaiva vaimbi+ dziine zviridzwa,+ zviridzwa zvine tambo+ noudimbwa+ nemakwakwakwa esimbi,+ dzichiridza kwazvo kuti pave nokufara kukuru.