Pisarema 122:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Uko madzinza akakwira achienda,+Iwo madzinza aJah,+Sechiyeuchidzo kuna Israeri+Kuti anoonga zita raJehovha.+
4 Uko madzinza akakwira achienda,+Iwo madzinza aJah,+Sechiyeuchidzo kuna Israeri+Kuti anoonga zita raJehovha.+