Rute 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino Naomi akanga aine hama+ yomurume wake, murume aiva akapfuma kwazvo,+ wemhuri yaErimereki, ainzi Bhoazi.+ Mateu 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Sarimoni akabereka Bhoazi nokuna Rakabhi;+Bhoazi akabereka Obhedhi nokuna Rute;+Obhedhi akabereka Jese;+
2 Zvino Naomi akanga aine hama+ yomurume wake, murume aiva akapfuma kwazvo,+ wemhuri yaErimereki, ainzi Bhoazi.+
5 Sarimoni akabereka Bhoazi nokuna Rakabhi;+Bhoazi akabereka Obhedhi nokuna Rute;+Obhedhi akabereka Jese;+