14 Tarira, munguva yokutambudzika+ kwangu ndakagadzirira imba yaJehovha matarenda endarama+ zviuru zana nematarenda esirivha anosvika miriyoni imwe chete, uye hapana nzira yokuyera nayo mhangura+ nesimbi+ nokuti zvizhinji kwazvo; uye ndakagadzirira matanda nematombo, asi uchazozviwedzera hako.