2 Makoronike 7:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino mambo nevanhu vose vakanga vachipa chibayiro pamberi paJehovha.+ Ezra 6:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Vakauya nenzombe zana, nemakondohwe mazana maviri, nemakwayana mazana mana, zvokutsaurira nazvo imba iyi yaMwari, uye nhongo gumi nembiri kuti dzive chinopiwa chechivi nokuda kwevaIsraeri vose, maererano nokuwanda kwemadzinza aIsraeri.+
17 Vakauya nenzombe zana, nemakondohwe mazana maviri, nemakwayana mazana mana, zvokutsaurira nazvo imba iyi yaMwari, uye nhongo gumi nembiri kuti dzive chinopiwa chechivi nokuda kwevaIsraeri vose, maererano nokuwanda kwemadzinza aIsraeri.+