Genesisi 35:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nokudaro Rakeri akafa, akavigwa panzira inoenda kuEfrati, kureva Bhetrehema.+ Rute 1:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Vari vaviri vakaramba vachienda kusvikira vasvika kuBhetrehema.+ Vachangosvika kuBhetrehema, guta rose rakashamiswa navo,+ vakadzi vakaramba vachiti: “Ndiye Naomi here uyu?”+ Rute 2:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino tarira! Bhoazi akasvika achibva kuBhetrehema akati kuvakohwi: “Jehovha ngaave nemi.”+ Ivo vaitiwo kwaari: “Jehovha ngaakukomborerei.”+ Mateu 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Pashure pokunge Jesu aberekwa muBhetrehema+ reJudhiya mumazuva amambo Herodhi,+ tarira! vazivi venyeredzi+ vokumativi okumabvazuva vakasvika kuJerusarema, Johani 7:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Rugwaro haruna kutaura here kuti Kristu anouya achibva kuvana vaDhavhidhi,+ uye kubva kuBhetrehema+ musha waigara Dhavhidhi?”+
19 Vari vaviri vakaramba vachienda kusvikira vasvika kuBhetrehema.+ Vachangosvika kuBhetrehema, guta rose rakashamiswa navo,+ vakadzi vakaramba vachiti: “Ndiye Naomi here uyu?”+
4 Zvino tarira! Bhoazi akasvika achibva kuBhetrehema akati kuvakohwi: “Jehovha ngaave nemi.”+ Ivo vaitiwo kwaari: “Jehovha ngaakukomborerei.”+
2 Pashure pokunge Jesu aberekwa muBhetrehema+ reJudhiya mumazuva amambo Herodhi,+ tarira! vazivi venyeredzi+ vokumativi okumabvazuva vakasvika kuJerusarema,
42 Rugwaro haruna kutaura here kuti Kristu anouya achibva kuvana vaDhavhidhi,+ uye kubva kuBhetrehema+ musha waigara Dhavhidhi?”+