Mateu 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 ‘Asi iwe, haiwa iwe Bhetrehema+ renyika yeJudha, hausi guta risingakoshi zvikuru pakati pevatungamiriri veJudha; nokuti mauri muchabuda mutungamiriri,+ achafudza+ vanhu vangu, vaIsraeri.’” VaHebheru 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti zviri pachena kwazvo kuti Ishe wedu akabva muna Judha,+ dzinza iro Mosesi asina chaakataura nezvaro pamusoro pevapristi.
6 ‘Asi iwe, haiwa iwe Bhetrehema+ renyika yeJudha, hausi guta risingakoshi zvikuru pakati pevatungamiriri veJudha; nokuti mauri muchabuda mutungamiriri,+ achafudza+ vanhu vangu, vaIsraeri.’”
14 Nokuti zviri pachena kwazvo kuti Ishe wedu akabva muna Judha,+ dzinza iro Mosesi asina chaakataura nezvaro pamusoro pevapristi.